Mupiro 3:1 - Shona BIBLE1 “Kana chipo chake chiri chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, kana achiuya nemombe, kana iri nzombe kana hadzi, ngaauye nechisina chipomerwa pamberi paJehovha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kana cipo cake ciri ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, kana aciʋuya neŋombe, kana iri nzombe kana hadzi, ŋgaaʋuye necisinemhoȿa pamberi paJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 “Kana chipo chake chiri chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, kana achiuya nemombe, kana iri nzombe kana hadzi, ngaauye nechisina mhosva pamberi paJehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kana munhu achida kupira Tenzi chibayiro chake kuti chive mupiro wokuwadzana, ingave mombe yomukono kana hadzi, asi ngaive isina chinoshoreka. Ver Capítulo |