La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 27:29 - Shona BIBLE

29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuvanhu, haangadzikinurwi; anofanira kuurayiwa zvirokwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuʋanhu, haaŋgadzikinurwi; unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuvanhu, haangadzikinurwi; anofanira kuurawa zvirokwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 27:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios