Mupiro 27:27 - Shona BIBLE27 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, unofanira kuchidzikinura sezvawakachitarira iwe, achiwedzerawo cheshanu chacho; kana chisingadzikunurwi, chinofanira kutengeswa sezvawakachitarira iwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana ciri cipfuwo cisina‐kunaka, unofanira kucidzikinura seɀawakacitarira iwe, aciwedzera ʋo ceshanu caco; kana cisiŋgadzikinurwi, cinofanira kuteŋgeswa seɀawakacitarira iwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, unofanira kuchidzikinura sezvawakachitarira iwe, achiwedzerawo cheshanu chacho; kana chisingadzikunurwi, chinofanira kutengeswa sezvawakachitarira iwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi dangwe rechipfuwo chakan'ora rinofanira kudzikinurwa. Ngaaridzikinure nomutengo waunenge watema. Ngaaubvise achiwedzera mukumi maviri pazana roga roga rawo. Kana dangwe iroro rechipfuwo risina kudzikinurwa, ngaritengeswe nomutengo waunenge watema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Asi dangwe rechipfuwo chakan'ora rinofanira kudzikinurwa. Ngaaridzikinure nomutengo waunenge watema. Ngaaubvise achiwedzera mukumi maviri pazana roga roga rawo. Kana dangwe iroro rechipfuwo risina kudzikinurwa, ngaritengeswe nomutengo waunenge watema. Ver Capítulo |