Mupiro 27:19 - Shona BIBLE19 Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana munhu wakatsaura munda wake aciɗa kuudzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakamutarira, ugoʋa wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. Ver Capítulo |