La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 27:13 - Shona BIBLE

13 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino kana aciɗa kucidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu caco pakutara kwako.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 27:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios