La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 27:10 - Shona BIBLE

10 Haafaniri kuzvishandura kana kutsinhanhisa chakaipa nechakanaka, kana chakanaka nechakaipa; kana atsinhanhisa chipfuwo nechipfuwo, icho nechakatsinhiwa, zvose zviri zviviri zvinofanira kuva zvitsvene.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Haafaniri kuɀishandura kana kutsinhanhisa cakaipa necakanaka, kana cakanaka necakaipa; kana atsinhanhisa cipfuwo necipfuwo, ico necakatsinhiwa, ɀose ɀiri ɀiʋiri ɀinofanira kuʋa ɀitȿene.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Haafaniri kuzvishandura kana kutsinhanhisa chakaipa nechakanaka, kana chakanaka nechakaipa; kana atsinhanhisa chipfuwo nechipfuwo, icho nechakatsinhiwa, zvose zviri zviviri zvinofanira kuva zvitsvene.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Munhu akaita mhiko iyoyo haabvumirwi kuunza chimwe chipfuwo chokudzikinura kana kuchitsivanisa nacho kana kutsinhanisa. Hazvinei kuti chakanaka nechakaipa kana chakaipa nechakanaka chokuchitsinhanisa nacho, zvose zviri zviviri zvava zvaTenzi zvavakuera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mupiro 27:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios