Mupiro 26:43 - Shona BIBLE43 Nyika ichafanira kusiyiwa navo, kuti icherechedze maSabata ayo iri dongo ivo vasipo; vacharohwa pamusoro pezvivi zvavo, nokuti vakaramba zvandakanga ndatonga, mweya yavo ikasema mitemo yangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Nyika icafanira kusiyiwa naʋo, kuti ifarire masaɓata ayo icakaparadzwa iʋo ʋasi’po; ʋacarobga pamsoro peɀiʋi ɀaʋo, nokuti ʋakaramba ɀandakaŋga ndatoŋga, mŋeya yaʋo ikasema mitemo yaŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Nyika ichafanira kusiyiwa navo, kuti ifarire maSabata ayo ichakaparadzwa ivo vasipo; vacharohwa pamusoro pezvivi zvavo, nokuti vakaramba zvandakanga ndatonga, mweya yavo ikasema mitemo yangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Asi nyika yavo, vachaisiya ichimbofarirao maSabata ayo okuzorora paichasara isina munhu, vachimbondoripira zvakaipa zvavo nokuti mirao yangu vakaiona sechinhu chisina maturo, mwoyo yavo ikasema mitemo yangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Asi nyika yavo, vachaisiya ichimbofarirao maSabata ayo okuzorora paichasara isina munhu, vachimbondoripira zvakaipa zvavo nokuti mirao yangu vakaiona sechinhu chisina maturo, mwoyo yavo ikasema mitemo yangu. Ver Capítulo |