Mupiro 26:41 - Shona BIBLE41 neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana mwoyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 neni ʋo ndakaʋaramba, ndikaʋaisa kunyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo; ɀino kana mŋoyo yaʋo isina‐kudziŋgiswa ikaɀininipisa, ʋakatenda kurobga pamsoro peɀiʋi ɀaʋo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana mwoyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango, Ver Capítulo |