Mupiro 26:40 - Shona BIBLE40 Zvino vachazvireurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, nokudarika kwavakadarika nako kwandiri, uye zvavakandiramba, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋacaɀireʋurura ɀiʋi ɀaʋo neɀiʋi ɀamadziɓaɓa aʋo, nokuɗarika kwaʋakaɗarika nako kwandiri, ʋuye ɀaʋakandiramba, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vachazvireurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, nokudarika kwavakadarika nako kwandiri, uye zvavakandiramba, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira Ver Capítulo |