Mupiro 26:37 - Shona BIBLE37 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋacawirana saʋanhu ʋanowa pamberi pomunondo, kusinomunhu unoʋadziŋga; hamuŋgaʋi nesimba rokumira pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. Ver Capítulo |