Mupiro 26:36 - Shona BIBLE36 “Kana vari vamwe venyu vakasara, ndichatuma kutya pamwoyo yavo vari munyika yavavengi vavo; kana vachinzwa shizha richipepereka, vachatiza; vachatiza somunhu unotiza munondo, vachawa kunyangwe kusina munhu unovadzinga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Kana ʋari ʋamŋe ʋenyu ʋakasara, ndicatuma kutya pamŋoyo yaʋo ʋari munyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo; kana ʋacinzwa shizha ricipepereka, ʋacatiza; ʋacatiza somunhu unotiza munondo, ʋacawa kunyaŋge kusinomunhu unoʋadziŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200236 “Kana vari vamwe venyu vakasara, ndichatuma kutya pamwoyo yavo vari munyika yavavengi vavo; kana vachinzwa shizha richipepereka, vachatiza; vachatiza somunhu unotiza munondo, vachawa kunyange kusina munhu unovadzinga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Chitsama chavanhu vanenge vasara ikoko kunyika dzevavengi venyu ndichachipa mwoyo woumbwende zvokuti kunyange mhepo ikapeperetsa shizha rikati shwakata vachati pfocho kutiza. Vachamhanya savanhu vari kutiza hondo yebakatwa. Vachaputsika pasina munhu ari kuvadzingirira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Chitsama chavanhu vanenge vasara ikoko kunyika dzevavengi venyu ndichachipa mwoyo woumbwende zvokuti kunyange mhepo ikapeperetsa shizha rikati shwakata vachati pfocho kutiza. Vachamhanya savanhu vari kutiza hondo yebakatwa. Vachaputsika pasina munhu ari kuvadzingirira. Ver Capítulo |