Mupiro 26:29 - Shona BIBLE29 Muchadya nyama yavanakomana venyu, nenyama yavanasikana venyu muchaidya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mucadya nyama yaʋanakomana ʋenyu, nenyama yaʋanasikana ʋenyu mucaidya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Muchadya nyama yavanakomana venyu, nenyama yavanasikana venyu muchaidya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. Ver Capítulo |