Mupiro 26:26 - Shona BIBLE26 Kana ndichivhuna mudonzvo wenyu wechingwa, vakadzi vane gumi vachabika chingwa muchoto chimwe, vachikudzoserai chingwa chenyu chayerwa; muchadya, asi hamungaguti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana ndicivuna muɗonɀo wenyu weciŋgwa, ʋakadzi ʋanegumi ʋacaɓika ciŋgwa cenyu mucoto cimŋe, ʋacikudzoserai ciŋgwa cenyu cayerwa; mucadya, asi hamuŋgaguti. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Kana ndichivhuna mudonzvo wenyu wechingwa, vakadzi vane gumi vachabika chingwa muchoto chimwe, vachikudzoserai chingwa chenyu chayerwa; muchadya, asi hamungaguti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndichashomekesa chokudya chenyu zvokuti madzimai gumi achatokwanisa kubikira chingwa chavo muhovhoni imwechete. Pachaerwa mwero wokupa munhu woga woga, muchadya zvenyu asi mucharara muine nzara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndichashomekesa chokudya chenyu zvokuti madzimai gumi achatokwanisa kubikira chingwa chavo muhovhoni imwechete. Pachaerwa mwero wokupa munhu woga woga, muchadya zvenyu asi mucharara muine nzara. Ver Capítulo |