Mupiro 26:22 - Shona BIBLE22 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu, zvichakupedzerai vana venyu, nokuparadza zvipfuwo zvenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzichashaiwa vanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndicatuma ɀikara ɀesaŋgo pakati penyu, ɀicakupedzerai ʋana ʋenyu, nokuparadza ɀipfuwo ɀenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzicashaiwa ʋanhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu, zvichakupedzerai vana venyu, nokuparadza zvipfuwo zvenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzichashaiwa vanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba. Ver Capítulo |