La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 26:1 - Shona BIBLE

1 “Musazviitira zvifananidzo, kana kuzvimutsira mufananidzo wakavezwa kana shongwe yebwe; musaisa ibwe rinomufananidzo munyika yenyu kuti mupfugamirepo, nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Musaɀiitira ɀifananidzo, kana kuɀimutsira mufananidzo wakaʋezwa kana shoŋgwe yebge; musaisa ibge rinomufananidzo munyika yenyu kuti mufugamire’po, nokuti ndini Jehova Mŋari wenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Musazviitira zvifananidzo, kana kuzvimutsira mufananidzo wakavezwa kana shongwe yebwe; musaisa ibwe rinomufananidzo munyika yenyu kuti mupfugamirepo, nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Regai kuzvigadzirira zvifananidzo zvokunamata kana kumisa zvifananidzo zvokuveza, kana matombo okuyeuka nawo vamwe vamwari. Regai kumisa matombo munyika yenyu muchianamata nokuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Regai kuzvigadzirira zvifananidzo zvokunamata kana kumisa zvifananidzo zvokuveza, kana matombo okuyeuka nawo vamwe vamwari. Regai kumisa matombo munyika yenyu muchianamata nokuti ini Tenzi ndini Mwari wenyu.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 26:1

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios