Mupiro 25:52 - Shona BIBLE52 Kana kuchinge kwasara makore mashoma kusvikira pagore reJubhiri, unofanira kurangana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake zvichienzaniswa namakore ake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Kana kuciŋge kwasara makore mashoma kuȿikira pagore rejuberi, unofanira kuraŋgana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake ɀicienzaniswa namakore ake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200252 Kana kuchinge kwasara makore mashoma kusvikira pagore rejubheri, unofanira kurangana naye; unofanira kudzosera mari yokudzikinurwa kwake zvichienzaniswa namakore ake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Kana pasara makore mashomanana, ngaaverengerane naye makore asara kusvika kugore rehwamanda abvise muripo wake unowirirana namakore iwayo asara okuzvinunura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona52 Kana pasara makore mashomanana, ngaaverengerane naye makore asara kusvika kugore rehwamanda abvise muripo wake unowirirana namakore iwayo asara okuzvinunura. Ver Capítulo |