Mupiro 25:48 - Shona BIBLE48 kana atengeswa, ungadzikinurwa; munun'una kana mukoma wake ungamudzikinura; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 kana ateŋgeswa, uŋgadzikinurwa; munuŋuna kana mukoma wake uŋgamudzikinura; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 kana atengeswa, ungadzikinurwa; mun'una kana mukoma wake ungamudzikinura; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 shure kwokuzvitengesa kwaakaita, zvinobvumirwa kumudzikunura. Anogona zvake kudzikunurwa nomumwe wake muIsiraeri, Ver Capítulo |