Mupiro 25:30 - Shona BIBLE30 Kana isingadzikinurwi gore rose rikapera, zvino imba iyo iri muguta rakakombwa namasvingo inofanira kusimbiswa kuti ndeyaiye wakaitenga nokusingaperi, nokumarudzi ake; haingasunungurwi negore reJubhiri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Kana isiŋgadzikinurwi gore rose rikapera, ɀino imba iyo iri muguta rakakombga namaȿiŋgo inofanira kusimbiswa kuti ndeyaiye wakaiteŋga nokusiŋgaperi, nokumarudzi ake; haiŋgasunuŋgurwi negore rejuberi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Kana isingadzikinurwi gore rose rikapera, zvino imba iyo iri muguta rakakombwa namasvingo inofanira kusimbiswa kuti ndeyaiye wakaitenga nokusingaperi, nokumarudzi ake; haingasunungurwi negore rejubheri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi kana gore rikapera asina kuidzikinura, imba yakadai, iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ichazogara iri yomunhu akaitenga iyeyo pazvizvarwa zvake zvose, haasungirwi kuidzosera kumuridzi pagore rehwamanda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi kana gore rikapera asina kuidzikinura, imba yakadai, iri muguta rakakomberedzwa norusvingo, ichazogara iri yomunhu akaitenga iyeyo pazvizvarwa zvake zvose, haasungirwi kuidzosera kumuridzi pagore rehwamanda. Ver Capítulo |