Mupiro 25:26 - Shona BIBLE26 Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana munhu akashaiwa unoɀidzikinura, akazoʋa mufumi, akawana ɀinoriŋgana kuɀidzikinura; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, Ver Capítulo |