Mupiro 25:25 - Shona BIBLE25 “Kana hama yako ikava murombo, ikatengesa zvimwe zvayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuuya kuzodzikinura izvo zvakatengeswa nehama yako. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kana hama yako ikaʋa murombo, ikateŋgesa ɀimŋe ɀayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuʋuya kuzodzikinura iɀo ɀakateŋgeswa nehama yako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 “Kana hama yako ikava murombo, ikatengesa zvimwe zvayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuuya kuzodzikinura izvo zvakatengeswa nehama yako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mumwe muIsiraeri apindwa nourombo akasvika pakutengesa munda wake hama yake yomumba ngaiuye idzikinure munda iwoyo wakatengeswa nehama yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana mumwe muIsiraeri apindwa nourombo akasvika pakutengesa munda wake hama yake yomumba ngaiuye idzikinure munda iwoyo wakatengeswa nehama yake. Ver Capítulo |