La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 25:2 - Shona BIBLE

2 “Taura navana VaIsiraeri uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, nyika inofanira kuitira Jehovha Sabata.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika munyika yandicakupai, nyika inofanira kuitira Jehova saɓata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, nyika inofanira kuitira Jehovha Sabata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika munyika yandiri kukupai, nyika ngaivewo neSabata rayo pamusana paTenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika munyika yandiri kukupai, nyika ngaivewo neSabata rayo pamusana paTenzi.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 25:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios