Mupiro 25:18 - Shona BIBLE18 “Naizvozvo munofanira kuita zvandakatema, nokuchengeta zvandakatonga, nokuzviita, kuti mugare munyika makachengeteka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo munofanira kuita ɀandakatema, nokuceŋgeta ɀandakatoŋga, nokuɀiita, kuti mugare munyika makaceŋgeteka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 “Naizvozvo munofanira kuita zvandakatema, nokuchengeta zvandakatonga, nokuzviita, kuti mugare munyika makachengeteka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Chengetai mirao yangu nemitemo yangu muite zvainoreva kuti mugare munyika yenyu makagarika makagarikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Chengetai mirao yangu nemitemo yangu muite zvainoreva kuti mugare munyika yenyu makagarika makagarikana. Ver Capítulo |