Mupiro 25:14 - Shona BIBLE14 Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kana uciteŋgesera wokwako cinhu, kana kuteŋga cinhu kwaari, musamanikidzana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. Ver Capítulo |