Mupiro 2:5 - Shona BIBLE5 Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa, hwakakanyiwa namafuta. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana cipo cako ciri cipiriso coʋupfu cakaɓikwa mugaŋgo, ŋgaciʋe coʋupfu bgakatsetseka, bgusina‐kuʋiriswa, bgakakanyiwa namafuta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa, hwakakanyiwa namafuta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta. Ver Capítulo |