Mupiro 2:4 - Shona BIBLE4 “Kana achiuya nechipo choupfu chakabikwa muchoto, ngachive chezvingwa zvisina kuviriswa zvoupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana uciʋuya necipo coʋupfu cakaɓikwa mucoto, ŋgaciʋe ceɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa ɀoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa ɀakazodzwa mafuta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 “Kana achiuya nechipo choupfu chakabikwa muchoto, ngachive chezvingwa zvisina kuviriswa zvoupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana uchinge uchiunza mupiro wembesanwa wechingwa chakabikwa muovhoni, ngachive chisina mbiriso, chakabikwa noupfu hwakanyatsokuyiwa, chakakanyiwa namafuta kana kuti chingwa chakati fatata chisinawo mbiriso chakazorwa mafuta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana uchinge uchiunza mupiro wembesanwa wechingwa chakabikwa muovhoni, ngachive chisina mbiriso, chakabikwa noupfu hwakanyatsokuyiwa, chakakanyiwa namafuta kana kuti chingwa chakati fatata chisinawo mbiriso chakazorwa mafuta. Ver Capítulo |