Mupiro 1:4 - Shona BIBLE4 Zvino ngaaise ruoko rwake pamusoro wechipiriso chinopiswa, kuti chigamuchirwe panzvimbo yake, chimuyananisire. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ŋgaaise ruʋoko rwake pamusoro wecipiriso cinopiswa, kuti cigamucirwe panɀimbo yake, cimuyananisire. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino ngaaise ruoko rwake pamusoro wechipiriso chinopiswa, kuti chigamuchirwe panzvimbo yake, chimuyananisire. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake. Ver Capítulo |