Mika 1:8 - Shona BIBLE8 “Nemhaka iyi ndichachema nokuungudza, ndichafamba ndisina nguo ndakashama, ndichaungudza samakava nokurira semhou. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nemhaka iyi ndicacema nokuwuŋgudza, ndicafamba ndisineŋguʋo ndakashama, ndicawuŋgudza samakaʋa nokurira semhou. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 “Nemhaka iyi ndichachema nokuungudza, ndichafamba ndisina nguo ndakashama, ndichaungudza samakava nokurira semhou. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Izvi zvinondipa kuungudza nokuchema ndichafamba ndakadaro ndiri mutwi ndichiungudza samakava, ndichichema semhou Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Izvi zvinondipa kuungudza nokuchema ndichafamba ndakadaro ndiri mutwi ndichiungudza samakava, ndichichema semhou Ver Capítulo |