Mika 1:5 - Shona BIBLE5 “Zvose izvi zvinoitwa nokuda kwokudarika kwaJakobho, uye nokuda kwezvivi zveimba yaIsiraeri. Kudarika kwaJakobho ndokweiko? Harizi Samaria here? Nzvimbo dzakakwirira dzaJudha ndedzipiko? Harizi Jerusaremu here? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀose iɀi ɀinoitwa nokuɗa kwokuɗarika kwaJakobo, ʋuye nokuɗa kweɀiʋi ɀeimba yaIsraeri. Kuɗarika kwaJakobo ndokweiko? Harizi Samaria here? Nɀimbo dzakakwirira dzaJuda ndedzipiko? Harizi Jerusarema here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 “Zvose izvi zvinoitwa nokuda kwokudarika kwaJakobho, uye nokuda kwezvivi zveimba yaIsiraeri. Kudarika kwaJakobho ndokweiko? Harizi Samaria here? Nzvimbo dzakakwirira dzaJudha ndedzipiko? Harizi Jerusaremu here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvose izvi zvichaitika pamusana pokukanganisa kwevokwaJakobho uye pamusana pezvitadzo zvevemba yokwaIsiraeri. Ko ane mhosva yokukanganisa kwevokwaJakobho ndiani? Harisi guta reSamaria here? Ko ane mhosva yechitadzo chemba yokwaJudha ndiani? Harisi guta reJerusaremu here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvose izvi zvichaitika pamusana pokukanganisa kwevokwaJakobho uye pamusana pezvitadzo zvevemba yokwaIsiraeri. Ko ane mhosva yokukanganisa kwevokwaJakobho ndiani? Harisi guta reSamaria here? Ko ane mhosva yechitadzo chemba yokwaJudha ndiani? Harisi guta reJerusaremu here? Ver Capítulo |