Mateo 4:13 - Shona BIBLE13 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino, wakabva Nazareta, akandogara Kapernaume paguŋgwa, munyika yeZaburoni neNeftarimi; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Ver Capítulo |