La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 28:20 - Shona BIBLE

20 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 muʋadzidzise kuceŋgeta ɀose ɀandakakurairai imi; tarirai, ndinemi mazuʋa ose, kuȿikira pakuguma kwenyika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.”

Ver Capítulo Copiar

Mateo 28:20

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios