Mateo 28:17 - Shona BIBLE17 Vakati vachimuona, vakamupfugamira, asi vamwe vakanyunyuta. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakati ʋacimuʋona, ʋakamunamata, asi ʋamŋe ʋakanyunyuta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Vakati vachimuona, vakamupfugamira, asi vamwe vakanyunyuta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pavakamuona vakamugwadamira asi vamwe vakanga vasina chokwadi nazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pavakamuona vakamugwadamira asi vamwe vakanga vasina chokwadi nazvo. Ver Capítulo |