La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 28:14 - Shona BIBLE

14 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamugutsa, imi murege kusundirwa mhosva.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana ɀikanzwika nomuɓati, ticamutendisa, imi murege kusundirwa mhoȿa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamutendisa, imi murege kusundirwa mhosva.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 28:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios