Mateo 28:11 - Shona BIBLE11 Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaciri munzira, ʋamŋe ʋarindi ʋakaȿika muguta, ʋakaʋudza ʋaprista ʋakuru ɀose ɀakaitwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vachiri munzira, vamwe vagariri vakasvika muguta, vakaudza vapristi vakuru zvose zvakaitwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Madzimai aya pavakanga vachienda, mamwe mapurisa aya akaenda muguta akataurira vapristi vakuru zvose zvakanga zvaitika. Ver Capítulo |