La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 28:10 - Shona BIBLE

10 Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gareriya, vagondionako.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Musatya, endai mundoʋudza hama dzaŋgu, kuti ʋaende Garirea, ʋagondiʋona’ko.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gariria, vagondionako.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.”

Ver Capítulo Copiar




Mateo 28:10

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios