La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 27:66 - Shona BIBLE

66 Vakaenda, vakandochengeta hwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

66 Ʋakaenda, ʋakandoceŋgeta bgiro, ʋakaisa ciratidzo cokusimbisa pabge, ʋarindi ʋanaʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

66 Vakaenda, vakandochengeta bwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 27:66

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios