Mateo 27:58 - Shona BIBLE58 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200258 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Ver Capítulo |