La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 27:54 - Shona BIBLE

54 Zvino mukuru wezana, navagariri vaJesu naye, vakati vachiona kudengenyeka kwenyika, nezvakaitwa, vakatya zvikuru, vakati, “Zvirokwazvo uyu akanga ari Mwanakomana waMwari.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Ɀino mukuru wezana, naʋairinda Jesu naye, ʋakati ʋaciʋona kuɗeŋgenyeka kwenyika, neɀakaitwa, ʋakatya ɀikuru, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu wakaŋga ari Mŋanakomana waMŋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

54 Zvino mukuru wezana, navagariri vaJesu naye, vakati vachiona kudengenyeka kwenyika, nezvakaitwa, vakatya zvikuru, vakati, “Zvirokwazvo uyu akanga ari Mwanakomana waMwari.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Mutungamiriri wezana ramasoja navaakanga ainavo vachichengetedza Jesu, vakaona kundengendeka nezvakanga zvaitika vakabatwa nokutya kukuru vakati, “Zvechokwadi uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Mutungamiriri wezana ramasoja navaakanga ainavo vachichengetedza Jesu, vakaona kundengendeka nezvakanga zvaitika vakabatwa nokutya kukuru vakati, “Zvechokwadi uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”

Ver Capítulo Copiar

Mateo 27:54

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios