Mateo 27:47 - Shona BIBLE47 Vamwe vakanga vamirepo, vachinzwa, vakati, “Uyo anodana Eriya.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po, ʋaciɀinzwa, ʋakati: Uyo unoɗana Eria. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200247 Vamwe vakanga vamirepo, vachinzwa, vakati, “Uyo anodana Eria.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona47 Vamwe vakanga vakamirapo pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu ari kudaidza Eriya.” Ver Capítulo |