Mateo 27:32 - Shona BIBLE32 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, ʋakawana munhu weKurini, wainzi Simoni; ʋakamumanikidza iye kuti atakure mucinjikwa wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. Ver Capítulo |