Mateo 27:27 - Shona BIBLE27 Zvino varwi vaPirato vakaenda naJesu mumuzinda wagavhuna hondo yose ikaunganira kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ʋarwi ʋomuɓati ʋakaisa Jesu mumba momuɓati, hondo yose ikaʋuŋganira kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Zvino varwi vaPirato vakaenda naJesu mumuzinda wagavhuna hondo yose ikaunganira kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Masoja aPirato akaenda naJesu mumuzinda waGavhuna. Boka rose ramasoja rakamuunganira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Masoja aPirato akaenda naJesu mumuzinda waGavhuna. Boka rose ramasoja rakamuunganira. Ver Capítulo |