Mateo 26:8 - Shona BIBLE8 Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ʋadzidzi ʋake ʋaciɀiʋona, ʋakafa neshuŋgu, ʋakati: Kuparadzwa kwakaɗaro kwaitirweiko? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!” Ver Capítulo |