Mateo 26:74 - Shona BIBLE74 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)74 Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200274 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Ver Capítulo |