La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 26:55 - Shona BIBLE

55 Nenguva iyo Jesu akati kuvanhu vazhinji, “Mabuda neminondo netsvimbo kuzondibata sendiri gororo here? Ndaigara mutemberi mazuva ose, ndichidzidzisa, mukasandibata.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Neŋguʋa iyo Jesu akati kuʋanhu ʋazhinji: Maɓuɗa neminondo netȿimbo kuzondiɓata sendiri gororo here? Ndaigara mutembere mazuʋa ose, ndicidzidzisa, mukasandiɓata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Nenguva iyo Jesu akati kuvanhu vazhinji, “Mabuda neminondo netsvimbo kuzondibata sendiri gororo here? Ndaigara mutemberi mazuva ose, ndichidzidzisa, mukasandibata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Panguva iyoyo Jesu akati kuzvikwata zviya zvavanhu, “Nhaimi, mauya kuzondibata segororo, muina mapakatwa netsvimbo? Zuva nezuva ndaigara muTemberi ndichidzidzisa asi hamuna kundibata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 Panguva iyoyo Jesu akati kuzvikwata zviya zvavanhu, “Nhaimi, mauya kuzondibata segororo, muina mapakatwa netsvimbo? Zuva nezuva ndaigara muTemberi ndichidzidzisa asi hamuna kundibata.

Ver Capítulo Copiar

Mateo 26:55

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios