Mateo 26:52 - Shona BIBLE52 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200252 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. Ver Capítulo |