Mateo 26:50 - Shona BIBLE50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akati kwaari: Shamŋari, ita ɀawaʋiŋga. Ipapo ʋakaʋuya, ʋakaisa maʋoko kunaJesu, ʋakamuɓata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata. Ver Capítulo |