Mateo 26:5 - Shona BIBLE5 Asi vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi ʋakati: Ɀirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuʋa neɓope pakati paʋanhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Asi vakati, “Zvirege kuitwa pamutambo, kuti kurege kuva nebope pakati pavanhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi vakati kwete pamazuva makuru nokuti pangadaro pakaita bongozozo pakati pavanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 asi vakati kwete pamazuva makuru nokuti pangadaro pakaita bongozozo pakati pavanhu. Ver Capítulo |