Mateo 26:47 - Shona BIBLE47 Achataura, tarira Judhasi, mumwe wavane gumi navaviri, akasvika, ana vanhu vazhinji zhinji vakabata minondo, netsvimbo, vachibva kuvapristi vakuru navakuru vavanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Acataura, tarira Judasi, mumŋe waʋanegumi naʋaʋiri, akaȿika, anaʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakaɓata minondo, netȿimbo, ʋacibva kuʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋaʋanhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200247 Achataura, tarira Judhasi, mumwe wavane gumi navaviri, akasvika, ana vanhu vazhinji-zhinji vakabata minondo, netsvimbo, vachibva kuvapristi vakuru navakuru vavanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Paakanga achiri kutaura, Judhasi, mumwe wavane gumi navaviri akasvika, nechikwata chikuru chavanhu vaine mapakatwa netsvimbo vachibva kuvapristi vakuru navakuru–vakuru vavanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona47 Paakanga achiri kutaura, Judhasi, mumwe wavane gumi navaviri akasvika, nechikwata chikuru chavanhu vaine mapakatwa netsvimbo vachibva kuvapristi vakuru navakuru–vakuru vavanhu. Ver Capítulo |