La Biblia Online

- Anuncios -

Mateo 26:40 - Shona BIBLE

40 Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Makanga musingagoni seiko kurinda neni awa imwechete?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata; akati kunaPetro: Makaŋga musiŋgagoni seiko kurinda neni ŋguʋa imŋe cete?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Makanga musingagoni seiko kurinda neni awa imwechete?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete?

Ver Capítulo Copiar

Mateo 26:40

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios