Mateo 26:34 - Shona BIBLE34 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti usiku huno, jongwe risati rakukuridza, uchandiramba katatu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwauri, kuti ʋusiku bguno, joŋgwe risati rarira, ucandiramba katatu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri, kuti usiku huno, jongwe risati rakukuridza, uchandiramba katatu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwaari, “Zvirokwazvo ndinoti kwauri ihwo usiku hwanhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Ver Capítulo |