Mateo 26:25 - Shona BIBLE25 Zvino Judhasi, uyo akamupandukira, akapindura, akati, “Rabhi, ndini here?” Akati kwaari, “Ndizvo zvawataura.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Judasi, uyo wakamupandukira, akapindura, akati: Rabi, ndini here? Akati kwaari: Ndiɀo ɀawataura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Judhasi, uyo akamupandukira, akapindura, akati, “Rabhi, ndini here?” Akati kwaari, “Ndizvo zvawataura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Judhasi, uyo akazomutengesa akati, “Ndini here mudzidzisi?” Jesu akati kwaari, “Inga wazvireva oga wani.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Judhasi, uyo akazomutengesa akati, “Ndini here mudzidzisi?” Jesu akati kwaari, “Inga wazvireva oga wani.” Ver Capítulo |